Zuva ranhasi ndasarudza kunyora zvinyorwa zvangu mururimi rwamai nokuda kwekuti ndimi dzedu, kunyanya-nyanya isu zvizvarwa zve Africa, dziri kufa.

Chaita ndizvipire kunyora muChiShona nhasi kunyangwe vazhinji vevanhu vanoverenga zvinyorwa zvangu vasiri vanhu vanonzwisira rurimi urwu ndechekuti ini semubereki ndinoda kuti mwana wangu, vana vake uye vana vevana vake vakwanise kushanyira nzvimbo ino painternet nerimwe gore vagoyeuka kuti rurimi rwavo nderwupi uye rwakaita sei.
Chimwe chikuru chandisunda kuti ndide kunyora zvinyorwa zvangu zvanhasi muChiShona ipfungwa yandirikuda kukurudzira kuvamwe vezera rangu neavo vachatevera yekuti ndimi dzedu dzakakosha uye dzinodadisa. Zvinofadza kuziva kuti nekutaura rurimi rwangu nguva dzose uye nekudzidzisa mwana wangu rurimi urwu ndiri kubatsirwa kuchengetedza tsika nemagariro zvendudzi yeChiShona.
Zvirinyore kudakufanana nevamwe, kuita zvavanoita uye kutevedzera tsika dzavo asi mukudaro tsika dzedu dziri kurasika. Dzedu tsika dzichamiririrwa nani tikasazviita isu? Ndakanyora nezvekukosha kwekuchengetedza tsika, magariro nendimi apa, ndikanyorazve zvirikuitwa nevamwe kuti vazvichengetedze apa.
Ndinovimba kuti nezvishoma zvandanyora izvi ndine umwe zvake wandakurudzira kuti arambe achitaura nekuchengetedza ndimi, tsika nemagariro munoAfrica.

English Translation
Today I have chosen to write my post in my mother tongue because our languages , especially in Africa, are dying.
What gave me the courage to do this even though most of my readers may not understand my language is that, as a parent I want my child, her children and her grandchildren to have a place to visit on the internet one day where they can see a piece of their language.
I also wrote my post in Shona today to showcase my language to my peers and generations to come. Our languages are important and they are something to be proud of. It is an honor to be able to speak my language and to be able to teach it to my child. Just by that simple act I am preserving my language, my culture and my heritage.
It’s easy to want to fit into other cultures and to do what they do but in so doing we lose ourselves and our own cultures. Who will defend and preserve our cultures? I wrote on why it is important to preserve our cultures here and wrote on what some creatives are doing to preserve cultures here.
I hope with the little I wrote I was able to convince at least one person to keep speaking their language as well as preserve their culture.
Home languages are of importance
“It’s easy to want to fit into other cultures and to do what they do but in so doing we lose ourselves and our own cultures”
LikeLiked by 1 person
Thank you for reading Lebo, I appreciate it!
LikeLike
I almost said ohh no translation…then boom😂😂
This was a creative piece and beautiful.
LikeLiked by 1 person
Lol glad, you found it before you left. That was a risk I took. I did think about a translation after each paragraph but the decided against it.
LikeLike
Thank you so much,
LikeLiked by 1 person
I enjoy speaking mine more and more and hope to learn more languages.
This was beautiful
LikeLiked by 1 person
You go girl! Thanks for reading.
LikeLike
[…] ihanga rya mashuma ga Africa, Zimbabwe niwe yampire omuhimbo obuyahandiika aha rurimi rwe (Shona) https://amarionline.wordpress.com/2021/06/11/beauty-of-the-mother-tongue/ ninyijuka nkashemererwa munonga nobu nabaire ntarukurumanya,kikampa amaani. Omweshongozi Paulo […]
LikeLiked by 1 person