Beauty of the Mother Tongue

Zuva ranhasi ndasarudza kunyora zvinyorwa zvangu mururimi rwamai nokuda kwekuti ndimi dzedu, kunyanya-nyanya isu zvizvarwa zve Africa, dziri kufa. Chaita ndizvipire kunyora muChiShona nhasi kunyangwe vazhinji vevanhu vanoverenga zvinyorwa zvangu vasiri vanhu vanonzwisira rurimi urwu ndechekuti ini semubereki ndinoda kuti mwana wangu, vana vake uye vana vevana vake vakwanise kushanyira nzvimbo ino painternet nerimwe gore… Read More Beauty of the Mother Tongue